Mateo 12:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Zvino unozoti, regai ndidzokere kumba kwangu kwandakabva. Kana wasvika unosvikoiwana isina chirimo yakatsvairwa yakanyatsorongedzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ɀino unoti: Ndicadzokera kumba kwaŋgu kwandakaɓuɗa; asi uciȿika, unoiwana isineciro, yakatȿairwa, yanatswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200244 “Zvino unoti, ‘Ndichadzokera kumba kwangu kwandakabuda;’ asi uchisvika, unoiwana isina chiro, yakatsvairwa, yanatswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Zvino unozoti, regai ndidzokere kumba kwangu kwandakabva. Kana wasvika unosvikoiwana isina chirimo yakatsvairwa yakanyatsorongedzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona44 Zvino unozoti, regai ndidzokere kumba kwangu kwandakabva. Kana wasvika unosvikoiwana isina chirimo yakatsvairwa yakanyatsorongedzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Ipapo unoti, ‘Ndichadzokera kumba kwandakabva.’ Kana wasvika, unosvikowana imba iya isina ageremo, asi yakanyatsotsvairwa zvakachena nokunyatsorongedzwa zvakanaka. See the chapter |