Mateo 12:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 “Kana mweya wakaipa wabuda mumunhu, unopfuura nomunzvimbo dzisina mvura uchitsvaka pokuzororera, asi unopashaya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ɀino kana mŋeya wetȿina waɓuɗa kumunhu, unopota panɀimbo dzisinemvura, ucitȿaka zororo, ucirishaiwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 “Zvino kana mweya wetsvina wabuda kumunhu unopota panzvimbo dzisina mvura, uchitsvaka zororo, uchirishayiwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 “Kana mweya wakaipa wabuda mumunhu, unopfuura nomunzvimbo dzisina mvura uchitsvaka pokuzororera, asi unopashaya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 “Kana mweya wakaipa wabuda mumunhu, unopfuura nomunzvimbo dzisina mvura uchitsvaka pokuzororera, asi unopashaya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 “Kana mweya wakaipa wabva pano munhu, unofamba-famba nomunzvimbo dzakaoma uchitsvaka zororo asi unorishaya. See the chapter |