Mateo 12:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Dzimwe nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakati kwaari, “Mudzidzisi tingade kuona chiratidzo chinobva kwamuri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ɀino ʋamŋe ʋanyori naʋaFarise ʋakapindura, ʋakati: Mudzidzisi, tinoɗa kuʋona ciratidzo kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Zvino vamwe vanyori navaFarisi vakapindura, vakati, “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo kwamuri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Dzimwe nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakati kwaari, “Mudzidzisi tingade kuona chiratidzo chinobva kwamuri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Dzimwe nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakati kwaari, “Mudzidzisi tingade kuona chiratidzo chinobva kwamuri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ipapo vamwe vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakati kwaari, “Mudzidzisi, tinoda kuona chiratidzo chechishamiso kubva kwamuri.” See the chapter |