Mateo 12:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 VaFarisei pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu anodzinga mweya yakaipa nesimba raBherizebhuru chete jinda remweya yakaipa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino ʋaFarise ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati: Munhu uyu haaɓuɗisi mŋeya yakaipa, asi naBeerzeburi, mucinda wemŋeya yakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino vaFarisi vakati vachizvinzwa, vakati, “Munhu uyu haabudisi mweya yakaipa, asi naBheerizebhuri, muchinda wemweya yakaipa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 VaFarisei pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu anodzinga mweya yakaipa nesimba raBherizebhuru chete jinda remweya yakaipa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 VaFarisei pavakazvinzwa vakati, “Munhu uyu anodzinga mweya yakaipa nesimba raBherizebhuru chete jinda remweya yakaipa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Asi vaFarisi pavakanzwa izvi, vakati, “NdiBheerizebhubhi chete, muchinda wamadhimoni, waanodzinga naye madhimoni.” See the chapter |