Mateo 12:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vanhu vose vakashamiswa vakati, “Uyu angave mwana waDhavhidhi here uyu?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋanhu ʋazhinji ʋose ʋakashamiswa, ʋakati: Ko uyu haazi mŋanakomana waDavidi here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Vanhu vazhinji vose vakashamiswa, vakati, “Ko uyu haasi mwanakomana waDhavhidhi here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vanhu vose vakashamiswa vakati, “Uyu angave mwana waDhavhidhi here uyu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Vanhu vose vakashamiswa vakati, “Uyu angave mwana waDhavhidhi here uyu?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vanhu vose vakashamiswa uye vakati, “Kuti uyu angava Mwanakomana waDhavhidhi here?” See the chapter |