Mateo 12:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kwakauiswa kwaari bofu raive mbeveve rine mweya wakaipa akariporesa zvokuti mbeveve iya yakataura ikakwanisa kuona. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋakaisa kwaari munhu waiʋa nomŋeya wakaipa, raiʋa ɓofu nembeʋeʋe; akamuporesa, naiɀoɀo mbeʋeʋe yakataura nokuʋona ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Zvino vakaisa kwaari munhu aiva nomweya wakaipa, raiva bofu nembeveve; akamuporesa, naizvozvo mbeveve yakataura nokuonawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kwakauiswa kwaari bofu raive mbeveve rine mweya wakaipa akariporesa zvokuti mbeveve iya yakataura ikakwanisa kuona. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kwakauiswa kwaari bofu raive mbeveve rine mweya wakaipa akariporesa zvokuti mbeveve iya yakataura ikakwanisa kuona. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ipapo vakauya kwaari nomurume akanga akabatwa nedhimoni ari bofu uye ari mbeveve, uye Jesu akamuporesa, zvokuti akagona zvose kutaura nokuona. See the chapter |