Mateo 12:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Haazoiti gakava kana kudaidzira hapana achanzwa izwi rake mumigwagwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Haaŋgarwi, haaŋgaiti mhere‐mhere; Hakunomunhu ucanzwa inzwi rake munzira dzomumusha. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Haangarwi, haangaiti mhere-mhere; Hakuna munhu achanzwa izwi rake mumigwagwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Haazoiti gakava kana kudaidzira hapana achanzwa izwi rake mumigwagwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Haazoiti gakava kana kudaidzira hapana achanzwa izwi rake mumigwagwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Haazokakavari kana kuridza mhere; hakuna anozonzwa inzwi rake mumigwagwa. See the chapter |