Online Bible

- Advertisements -

Mateo 12:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Jesu paakaziva izvi, akabva abva ikoko. Vanhu vazhinji vakamutevera akavarapa vose.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Jesu wakati aciɀiziʋa, akabva’po; ʋanhu ʋazhinji ʋakamuteʋera, akaʋaporesa ʋose,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Jesu akati achizviziva, akabvapo; vanhu vazhinji vakamutevera, akavaporesa vose,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Jesu paakaziva izvi, akabva abva ikoko. Vanhu vazhinji vakamutevera akavarapa vose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Jesu paakaziva izvi, akabva abva ikoko. Vanhu vazhinji vakamutevera akavarapa vose.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Achiziva izvi, Jesu akabva panzvimbo iyi. Vazhinji vakamutevera, akaporesa varwere vavo vose.

See the chapter Copy

Mateo 12:15

Follow us:

Advertisements

Advertisements