Mateo 12:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ko munhu anokosha zvakadii kupinda hwai? Ipapo zviri pamutemo kuita zvakanaka pamusi weSabata.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Munhu unopfuʋura gwai ɀikuru sei! Saka ɀakatenderwa kuita ɀakanaka nesaɓata. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Munhu anopfuura hwai zvikuru sei! Saka zvakatenderwa kuita zvakanaka neSabata.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ko munhu anokosha zvakadii kupinda hwai? Ipapo zviri pamutemo kuita zvakanaka pamusi weSabata.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ko munhu anokosha zvakadii kupinda hwai? Ipapo zviri pamutemo kuita zvakanaka pamusi weSabata.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ko, zvino munhu anokosha zvakadini pane gwai! Naizvozvo zviri pamutemo kuita zvakanaka nomusi weSabata.” See the chapter |