Mateo 12:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akati kwavari, “Ndiani wenyu angati kana ane hwai imwechete ikawira mugomba nezuva reSabata asingaibati achiiburitsa? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Akati kwaʋari: Ndiani kwamuri uŋgaʋa negwai rimŋe, kana rikawira mugomba nesaɓata, uŋgarega kuriɓata akariɓuɗisa here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Akati kwavari, “Ndiani kwamuri angava negwai rimwe, kana rikawira mugomba neSabata, angarega kuribata akaribudisa here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akati kwavari, “Ndiani wenyu angati kana ane hwai imwechete ikawira mugomba nezuva reSabata asingaibati achiiburitsa? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Iye akati kwavari, “Ndiani wenyu angati kana ane hwai imwechete ikawira mugomba nezuva reSabata asingaibati achiiburitsa? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Akati kwavari, “Kana mumwe wenyu aine gwai, rikawira mugomba nomusi weSabata, haangatambanudzi ruoko rwake akaribudisa here? See the chapter |