Mateo 11:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ko zvino makaenderei? Kundoona muporofita here? Ndinokutii, ‘Hongu, uye munhu anotopfuura muporofita.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi makaŋga maɓuɗireiko? Kuzoʋona muprofita here? Hoŋo, ndinoti kwamuri, unopfuʋura kwaɀo muprofita. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Asi makanga mabudireiko? Kuzoona muporofita here? Hongu, ndinoti kwamuri, anopfuura kwazvo muporofita. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ko zvino makaenderei? Kundoona muporofita here? Ndinokutii, ‘Hongu, uye munhu anotopfuura muporofita.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ko zvino makaenderei? Kundoona muporofita here? Ndinokutii, ‘Hongu, uye munhu anotopfuura muporofita.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvino makabuda kundooneiko? Muprofita here? Hongu, ndinoti kwamuri anopfuura muprofita. See the chapter |