Mateo 11:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Torai joko rangu mudzidze kwandiri nokuti ndine mwoyo munyoro uye ndakazvirereka muchazviwanira mwoyo yenyu zororo See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Muise joko raŋgu pamsoro penyu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomŋoyo unoɀininipisa, kuti muwane zororo pamŋeya yenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Takurai joko rangu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomwoyo unozvininipisa, kuti muwane zororo pamweya yenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Torai joko rangu mudzidze kwandiri nokuti ndine mwoyo munyoro uye ndakazvirereka muchazviwanira mwoyo yenyu zororo See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Torai joko rangu mudzidze kwandiri nokuti ndine mwoyo munyoro uye ndakazvirereka muchazviwanira mwoyo yenyu zororo See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Takurai joko rangu, mudzidze kwandiri, nokuti ndiri munyoro uye ndine mwoyo unozvininipisa, uye muchawana zororo remweya yenyu. See the chapter |