Mateo 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu akatanga kutsiura maguta maakanga aita zvishamiso zvake zvizhinji nokuti havana kutendeuka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino wakataŋga kutuka maguta makaŋga maitwa maɓasa ake esimba mazhinji, nokuti haana‐kutendeʋuka, akati: See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Zvino akatanga kutuka maguta makanga maitwa mabasa ake esimba mazhinji, nokuti haana kutendeuka, akati, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu akatanga kutsiura maguta maakanga aita zvishamiso zvake zvizhinji nokuti havana kutendeuka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Jesu akatanga kutsiura maguta maakanga aita zvishamiso zvake zvizhinji nokuti havana kutendeuka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo Jesu akatanga kutuka maguta akanga aitwa zvishamiso zvake zvizhinji, nokuti akanga asina kutendeuka. See the chapter |