Mateo 11:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Johani paakanzwa ari mujeri zvinhu zvakanga zvichiitwa naKristu, akatuma vadzidzi vake neshoko kwaari See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino Johane, ari mutoroŋgo, wakaŋga anzwa maɓasa aKristu, akatuma shoko naʋadzidzi ʋake, See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Zvino Johani, ari mutorongo, akanga anzwa mabasa aKristu, akatuma shoko navadzidzi vake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Johani paakanzwa ari mujeri zvinhu zvakanga zvichiitwa naKristu, akatuma vadzidzi vake neshoko kwaari See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Johani paakanzwa ari mujeri zvinhu zvakanga zvichiitwa naKristu, akatuma vadzidzi vake neshoko kwaari See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino Johani ari mutorongo, paakanzwa nezvamabasa aJesu, akabva atuma vadzidzi vake See the chapter |