Mateo 11:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Ko chizvarwa chino ndingachienzanise neiko? Chakafanana navana vagere pamisika vachidaidzira kuna vamwe vavo vachiti, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi ndicafananidza rudzi urwu neiko? rwakafanana naʋana ʋagere paɗare, ʋanoɗanidzira kushamŋari dzaʋo, ʋaciti: See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 “Asi ndichafananidza rudzi urwu neiko? Rwakafanana navana vagere padare, vanodanidzira kushamwari dzavo, vachiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Ko chizvarwa chino ndingachienzanise neiko? Chakafanana navana vagere pamisika vachidaidzira kuna vamwe vavo vachiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Ko chizvarwa chino ndingachienzanise neiko? Chakafanana navana vagere pamisika vachidaidzira kuna vamwe vavo vachiti, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “Rudzi urwu ndingaruenzanisa nei? Vakafanana navana vari mumisika vari kudanidzira kuna vamwe vachiti: See the chapter |