Mateo 11:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kubvira pamazuva aJohani Muombeki kusvikira iye zvino, umambo hwedenga hwakapinda mukurwiswa uye vanhu vechisimba vari kuhupamba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kubva pamazuʋa aJohane Mubapatidzi kuȿikira ɀino, ʋushe bgokuɗeŋga bgunopambga, ʋapambi ʋanobgutora nesimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Kubva pamazuva aJohani Mubhabhatidzi kusvikira zvino, ushe hwedenga hunopambwa, vapambi vanohutora nesimba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kubvira pamazuva aJohani Muombeki kusvikira iye zvino, umambo hwedenga hwakapinda mukurwiswa uye vanhu vechisimba vari kuhupamba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kubvira pamazuva aJohani Muombeki kusvikira iye zvino, umambo hwedenga hwakapinda mukurwiswa uye vanhu vechisimba vari kuhupamba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kubva pamazuva aJohani Mubhabhatidzi kusvikira zvino, umambo hwokudenga hwanga huchipfuurira mberi nechisimba, uye varume vechisimba vanohutora. See the chapter |