Mateo 10:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 nokuti ndakauya kuzorwisanisa baba nomwanakomana vake, mwanasikana achapesanawo naamai vake, muroorawo achapesana navamwene vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Nokuti ndakaʋuya kupesanisa munhu naɓaɓa ʋake, nomŋanasikana namai ʋake, nomukadzi womŋana naʋamŋene ʋake; See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Nokuti ndakauya kupesanisa munhu nababa vake, nomwanasikana namai vake, nomukadzi womwana navamwene vake; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 nokuti ndakauya kuzorwisanisa baba nomwanakomana vake, mwanasikana achapesanawo naamai vake, muroorawo achapesana navamwene vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 nokuti ndakauya kuzorwisanisa baba nomwanakomana vake, mwanasikana achapesanawo naamai vake, muroorawo achapesana navamwene vake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Ndakauya kuti: “ ‘mwanakomana apesane nababa vake, mwanasikana apesane namai vake, muroora apesane navamwene vake, See the chapter |