Mateo 10:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 “Regai kufunga kuti ndakauya kuzounza rugare panyika. Handina kuuya kuzounza rugare asi hondo yebakatwa See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Musafuŋga kuti ndakaʋuya kuisa rugare panyika; handina‐kuʋuya kuisa rugare, asi kurwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 “Musafunga kuti ndakauya kuisa rugare panyika; handina kuuya kuisa rugare, asi kurwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 “Regai kufunga kuti ndakauya kuzounza rugare panyika. Handina kuuya kuzounza rugare asi hondo yebakatwa See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 “Regai kufunga kuti ndakauya kuzounza rugare panyika. Handina kuuya kuzounza rugare asi hondo yebakatwa See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 “Musafunga kuti ndakauya kuzouyisa rugare panyika. Handina kuuya kuzouyisa rugare asi munondo. See the chapter |