Mateo 10:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Naizvozvo musavatye. Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswa pachena kana chakavandika chisingazozivikanwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Naiɀoɀo musaʋatya; nokuti hakunecinhu cakafukidzwa, cisiŋgazozarurwi; kana cakaʋanzika, cisiŋgazozikanwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 “Naizvozvo musavatya; nokuti hakuna chinhu chakafukidzwa, chisingazozaruwi; kana chakavanzika, chisingazobudi pachena. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Naizvozvo musavatye. Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswa pachena kana chakavandika chisingazozivikanwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Naizvozvo musavatye. Hapana chakafukidzwa chisingazoburitswa pachena kana chakavandika chisingazozivikanwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Naizvozvo musavatya. Hapana chakavanzika chisingazobudiswi pachena kana chakavigwa chisingazozivikanwi. See the chapter |