Mateo 10:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ngwarirai vanhu, nokuti vachakukwirirai matare vachikurovai mumasinagogu avo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi cenjerai ʋanhu, nokuti ʋacakuisai kuʋuŋgano dzamakurukota, nokukuroʋai ɀikuru mumasinagoge aʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Asi chenjerai vanhu, nokuti vachakuisai kumatare amakurukota, nokukurovai zvikuru mumasinagoge avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ngwarirai vanhu, nokuti vachakukwirirai matare vachikurovai mumasinagogu avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ngwarirai vanhu, nokuti vachakukwirirai matare vachikurovai mumasinagogu avo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Chenjerai kuti vanhu vachakuisai kumatare uye vagokurovai mumasinagoge avo. See the chapter |