Mateo 10:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana munhu asingadi kukugamuchirai kana kuteerera mazwi enyu, gumai guruva retsoka dzenyu pamunenge mava kubva pamba ipapo kana guta iroro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Aninani usiŋgakugamuciriyi, kana kunzwa mashoko enyu, kana mucibva paimba iyo kana paguta iro, muzuze guruʋa riri patsoka dzenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Ani naani asingakugamuchirii, kana kunzwa mashoko enyu, kana muchibva paimba iyo kana paguta iro, muzunze guruva riri patsoka dzenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana munhu asingadi kukugamuchirai kana kuteerera mazwi enyu, gumai guruva retsoka dzenyu pamunenge mava kubva pamba ipapo kana guta iroro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana munhu asingadi kukugamuchirai kana kuteerera mazwi enyu, gumai guruva retsoka dzenyu pamunenge mava kubva pamba ipapo kana guta iroro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Kana ani naani zvake akasakugamuchirai, kana kuteerera mashoko enyu, gumai guruva retsoka dzenyu pamunenge mobva pamusha ipapo kana muguta imomo. See the chapter |