Mateo 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Sarimoni ndokuzoberekawo Bhoazi, akamubereka naRahabhu Bhoazi akabereka Obedhi akamuberekawo naRute. Obedhi akazoberekawo Jese See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Saremoni akaɓereka Boasi kumukadzi wake Rahabi; Boasi akaɓereka Obedi kumukadzi wake Rute; Obedi akaɓereka Jesi; See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Saremoni akabereka Bhoazi kumukadzi wake Rahabhi; Bhoazi akabereka Obhedhi nomukadzi wake Rute; Obhedhi akabereka Jesi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Sarimoni ndokuzoberekawo Bhoazi, akamubereka naRahabhu Bhoazi akabereka Obedhi akamuberekawo naRute. Obedhi akazoberekawo Jese See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Sarimoni ndokuzoberekawo Bhoazi, akamubereka naRahabhu Bhoazi akabereka Obedhi akamuberekawo naRute. Obedhi akazoberekawo Jese See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Sarimoni baba vaBhoazi, mai vake vari Rahabhi, Bhoazi baba vaObhedhi, mai vake vari Rute, Obhedhi baba vaJese, See the chapter |