Mateo 1:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akatora mudzimai wake asi haana kuzivana naye kusvikira apona mwana mukomana. Akamutumidza zita rokuti Jesu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 akasamuziʋa kuȿikira aɀara mŋanakomana wake weɗaŋgwe, ndokumutumidza zita rinonzi Jesu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 akasamuziva kusvikira azvara mwanakomana wake wedangwe, ndokumutumidza zita rinonzi Jesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akatora mudzimai wake asi haana kuzivana naye kusvikira apona mwana mukomana. Akamutumidza zita rokuti Jesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akatora mudzimai wake asi haana kuzivana naye kusvikira apona mwana mukomana. Akamutumidza zita rokuti Jesu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 asi haana kusangana naye kusvikira azvara mwana mukomana. Akamutumidza zita rokuti Jesu. See the chapter |