Online Bible

- Advertisements -

Mateo 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti:

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Iɀoɀo ɀose ɀakaitwa kuti ɀiitike ɀakarebga naShe, nomuromo womuprofita, aciti:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Izvozvo zvose zvakaitwa kuti zviitike zvakarehwa naIshe, nomuromo womuporofita, achiti,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti:

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti:

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Izvi zvose zvakaitika kuti zvizadzise zvakanga zvataurwa naIshe kubudikidza nomuprofita wake zvokuti:

See the chapter Copy

Mateo 1:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements