Mateo 1:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Achapona Mwanakomana waunofanira kutumidza zita rokuti Jesu nokuti achaponesa vanhu vake kuzvitadzo zvavo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Iye ucaɀara mŋanakomana, ugomutumidza zita rinonzi Jesu; nokuti ndiye ucaponesa ʋanhu ʋake paɀiʋi ɀaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Iye achazvara mwanakomana, agomutumidza zita rinonzi Jesu; nokuti ndiye achaponesa vanhu vake pazvivi zvavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Achapona Mwanakomana waunofanira kutumidza zita rokuti Jesu nokuti achaponesa vanhu vake kuzvitadzo zvavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Achapona Mwanakomana waunofanira kutumidza zita rokuti Jesu nokuti achaponesa vanhu vake kuzvitadzo zvavo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Achava nomwana mukomana wauchazotumidza zita rokuti Jesu nokuti ndiye achaponesa vanhu vake kubva muzvivi zvavo.” See the chapter |