Mariko 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pakarepo vakazoti ringe–ringei, wanei hapachisina wavachamboona kunze kwaJesu chete aiva navo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kamŋe, ʋakati ʋaciriŋgariŋga, haʋana‐kuzoʋona munhu, asi Jesu ɓedzi anaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Kamwe, vakati vachiringaringa, havana kuzoona munhu, asi Jesu bedzi anavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pakarepo vakazoti ringe–ringei, wanei hapachisina wavachamboona kunze kwaJesu chete aiva navo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pakarepo vakazoti ringe–ringei, wanei hapachisina wavachamboona kunze kwaJesu chete aiva navo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pakarepo, vakatarisa kwose kwose, uye havana kuzoona munhu aripo navo kunze kwaJesu. See the chapter |