Mariko 9:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Munyu wakanaka; asi kana washapa unozovaviswa nei? Ivai vanhu vakarungwa vanowadzana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Munyu wakanaka; asi kana munyu usicaʋaʋi, muŋgauruŋga neiko? Iʋai nomunyu mukati menyu, mugare norugare pakati penyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200250 “Munyu wakanaka; asi kana munyu usichavavi, mungaurunga neiko? Ivai nomunyu mukati menyu, mugare norugare pakati penyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Munyu wakanaka; asi kana washapa unozovaviswa nei? Ivai vanhu vakarungwa vanowadzana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona50 Munyu wakanaka; asi kana washapa unozovaviswa nei? Ivai vanhu vakarungwa vanowadzana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 “Munyu wakanaka, asi kana warasa kuvava kwawo, mungauita kuti urungezve here? Ivai nomunyu mukati menyu, uye muve norugare pakati penyu.” See the chapter |