Mariko 9:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Kana tsoka yako ichikonzera kuti utadze, idimure, nokuti zviri nani kuti upinde muupenyu wakaremara pano kukandwa mugehena uine tsoka mbiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Kana rutsoka rwako rucikugumbusa, urugure; ɀirinani kwauri kuti upinde muʋupenyu ucikamhina, pakukandirwa muGehena, unetsoka mbiri. [ See the chapterShona Bible 1949 revised 200245 Kana rutsoka rwako ruchikugumbusa, urugure; zviri nani kwauri kuti upinde muupenyu uchikamhina, pakukandirwa muGehena, unetsoka mbiri. [ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Kana tsoka yako ichikonzera kuti utadze, idimure, nokuti zviri nani kuti upinde muupenyu wakaremara pano kukandwa mugehena uine tsoka mbiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona45 Kana tsoka yako ichikonzera kuti utadze, idimure, nokuti zviri nani kuti upinde muupenyu wakaremara pano kukandwa mugehena uine tsoka mbiri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Uye kana rutsoka rwako ruchiita kuti utadze, rugure. Zviri nani kwauri kupinda muupenyu uri chirema pano kupinda mugehena namakumbo maviri, See the chapter |