Online Bible

- Advertisements -

Mariko 9:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Akazotora mwana muduku; akamuisa pakati pavo, akamugumbatira mumaoko akati kwavari,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Akatora mŋana muɗuku, akamuisa pakati paʋo; akamufuŋgatira mumaʋoko, akati kwaʋari:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Akatora mwana muduku, akamuisa pakati pavo; akamupfumbatira mumaoko, akati kwavari,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Akazotora mwana muduku; akamuisa pakati pavo, akamugumbatira mumaoko akati kwavari,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Akazotora mwana muduku; akamuisa pakati pavo, akamugumbatira mumaoko akati kwavari,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Akatora mwana muduku akamumisa pakati pavo. Akamubata mumaoko ake, akati kwavari,

See the chapter Copy

Mariko 9:36

Follow us:

Advertisements

Advertisements