Online Bible

- Advertisements -

Mariko 9:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Zvino vakasvika Kapenaumu. Vava mumba akavabvunza achiti, “Manga muchiitirana nharo dzei munzira?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ʋakaȿika Kapernaume; ɀino wakati aʋa mumba, akaʋabvunza, aciti: Makaŋga muciita nyaya yeiko munzira?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Vakasvika Kapenaume; zvino akati ava mumba, akavabvunza, achiti, “Makanga muchiita nyaya yeiko munzira?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Zvino vakasvika Kapenaumu. Vava mumba akavabvunza achiti, “Manga muchiitirana nharo dzei munzira?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Zvino vakasvika Kapenaumu. Vava mumba akavabvunza achiti, “Manga muchiitirana nharo dzei munzira?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Vakasvika kuKapenaume. Paakanga ari mumba, akavabvunza akati, “Manga muchikakavadzana pamusoro peiko munzira?”

See the chapter Copy

Mariko 9:33

Follow us:

Advertisements

Advertisements