Mariko 9:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi havana kunzwisisa zvaakataura, uye vakatya kumubvunza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi haʋana‐kunzwisisa shoko iro, ʋakatya kumubvunza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Asi havana kunzwisisa shoko iro, vakatya kumubvunza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi havana kunzwisisa zvaakataura, uye vakatya kumubvunza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Asi havana kunzwisisa zvaakataura, uye vakatya kumubvunza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi havana kunzwisisa zvaakanga achireva uye vakanga vachitya kumubvunza pamusoro pazvo. See the chapter |