Mariko 9:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mweya ndokuzhamba, uchimupfurupfutisa ndokubuda maari; sarei mukomana oita seafa, zvokuti voruzhinji vakati afa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ukaɗanidzira, ukamubvundisa ɀikuru, ukaɓuɗa; akafanana nomunhu wakafa, nokuɗaro ʋazhinji ʋakati: Wafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Ukadanidzira, ukamubvundisa zvikuru, ukabuda; akafanana nomunhu akafa, nokudaro vazhinji vakati, “Afa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mweya ndokuzhamba, uchimupfurupfutisa ndokubuda maari; sarei mukomana oita seafa, zvokuti voruzhinji vakati afa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mweya ndokuzhamba, uchimupfurupfutisa ndokubuda maari; sarei mukomana oita seafa, zvokuti voruzhinji vakati afa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Mweya wakadanidzira, ukamubvundisa zvikuru uye ukabuda. Mukomana akaita sokunge chitunha zvokuti vazhinji vakati, “Afa.” See the chapter |