Mariko 9:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pakarepo baba vomwana vakabva vadaidzira vachiti, “Ndinotenda, ndibatsireiwo pandinokundika pakusatenda kwangu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Pakarepo ɓaɓa ʋomŋana ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Ndinotenda, ndiɓatsirei pakusatenda kwaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Pakarepo baba vomwana vakachema, vachiti, “Ndinotenda, ndibatsirei pakusatenda kwangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pakarepo baba vomwana vakabva vadaidzira vachiti, “Ndinotenda, ndibatsireiwo pandinokundika pakusatenda kwangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Pakarepo baba vomwana vakabva vadaidzira vachiti, “Ndinotenda, ndibatsireiwo pandinokundika pakusatenda kwangu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Pakarepo baba vomukomana vakadanidzira vachiti, “Ndinotenda; ndibatsirei pakusatenda kwangu!” See the chapter |