Mariko 9:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vakauya nomukomana uya kwaari, mweya pawakaona Jesu wakabva wapfurupfutisa mukomana uya, akawira pasi akaumburuka achipupa furo kumuromo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋakaʋuya naye kwaari; wakati acimuʋona, pakarepo mŋeya ukamubvundisa, akawira pasi, akakuŋguruka, acipupuma furo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Vakauya naye kwaari; akati achimuona, pakarepo mweya ukamubvundisa, akawira pasi, akakunguruka, achipupuma furo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vakauya nomukomana uya kwaari, mweya pawakaona Jesu wakabva wapfurupfutisa mukomana uya, akawira pasi akaumburuka achipupa furo kumuromo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vakauya nomukomana uya kwaari, mweya pawakaona Jesu wakabva wapfurupfutisa mukomana uya, akawira pasi akaumburuka achipupa furo kumuromo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Saka vakauya naye. Mweya wakati uchiona Jesu, pakarepo wakawisira mukomana pasi ukamubvundisa. Akawira pasi akaumburuka, achipupuma furo pamuromo. See the chapter |