Online Bible

- Advertisements -

Mariko 9:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Kwose kwose kwaunomubata unomuwisira pasi womupupisa furo achirumanidza mazino, obva ati papata kuoma. Zvino ndakumbira vadzidzi venyu kuti vaudzinge asi vakoniwa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Kwose kwaanomuɓata, unomuwisira pasi, acipupuma furo, acigeɗa‐geɗa meno, ʋuye unowonda kwaɀo; ndakataura naʋadzidzi ʋenyu kuti ʋauɓuɗise, ʋakasagona.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Kwose kwaanomubata, anomuwisira pasi, achipupuma furo, achigeda-geda meno, uye anoonda kwazvo. Ndakataura navadzidzi venyu kuti vaubudise, vakasagona.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Kwose kwose kwaunomubata unomuwisira pasi womupupisa furo achirumanidza mazino, obva ati papata kuoma. Zvino ndakumbira vadzidzi venyu kuti vaudzinge asi vakoniwa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Kwose kwose kwaunomubata unomuwisira pasi womupupisa furo achirumanidza mazino, obva ati papata kuoma. Zvino ndakumbira vadzidzi venyu kuti vaudzinge asi vakoniwa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Pose pose paunomubata, unomukanda pasi. Anopupuma furo pamuromo, worumanisa meno ake uye anobva aoma. Ndakumbira vadzidzi venyu kuti vaudzinge asi havana kugona kuzviita.”

See the chapter Copy

Mariko 9:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements