Online Bible

- Advertisements -

Mariko 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Mumwe wegungano riya akamupindura achiti, “Mudzidzisi ndauya nemwanakomana wangu kwamuri ane mweya wakaipa wembeveve.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Mumŋe waʋazhinji akamupindura, akati: Mudzidzisi, ndaʋuya kwamuri nomŋanakomana waŋgu, unomŋeya wembeʋeʋe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Mumwe wavazhinji akamupindura, akati, “Mudzidzisi, ndauya kwamuri nomwanakomana wangu, anomweya wembeveve.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Mumwe wegungano riya akamupindura achiti, “Mudzidzisi ndauya nemwanakomana wangu kwamuri ane mweya wakaipa wembeveve.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Mumwe wegungano riya akamupindura achiti, “Mudzidzisi ndauya nemwanakomana wangu kwamuri ane mweya wakaipa wembeveve.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Mumwe murume aiva pakati pavanhu vazhinji akapindura akati, “Mudzidzisi, ndauya kwamuri nomwanakomana wangu, akabatwa nomweya wakamupa umbeveve.

See the chapter Copy

Mariko 9:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements