Mariko 9:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kuzoti vadzokera kuna vamwe vadzidzi, vakaona vakaunganirwa negungano guru ravanhu; nyanzvi dzoMutemo dzichiitirana nharo navo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakati ʋaȿika kuʋadzidzi, ʋakaʋona ʋanhu ʋazhinji‐zhinji, ʋakaʋakomba, naʋanyori ʋaciita nyaya naʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Vakati vasvika kuvadzidzi, vakaona vanhu vazhinji-zhinji, vakavakomba, navanyori vachiita nyaya navo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kuzoti vadzokera kuna vamwe vadzidzi, vakaona vakaunganirwa negungano guru ravanhu; nyanzvi dzoMutemo dzichiitirana nharo navo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kuzoti vadzokera kuna vamwe vadzidzi, vakaona vakaunganirwa negungano guru ravanhu; nyanzvi dzoMutemo dzichiitirana nharo navo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vakati vasvika kuna vamwe vadzidzi, vakaona vanhu vazhinji zhinji vakavakomberedza uye vadzidzisi vomurayiro vachiita nharo navo. See the chapter |