Mariko 9:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi zvandinokutaurirai ndezvokuti, “Eriya akauya, vakaita zvavaida naye sokunyorwa kwazvakaitwa nezvake.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ndinoti kwamuri, Eria wakatoȿika, ʋakamuitira ɀose paʋakaŋga ʋaciɗa napo, seɀaɀakanyorwa pamsoro pake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Asi ndinoti kwamuri, Eria akatosvika, vakamuitira zvose pavakanga vachida napo, sezvazvakanyorwa pamusoro pake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi zvandinokutaurirai ndezvokuti, “Eriya akauya, vakaita zvavaida naye sokunyorwa kwazvakaitwa nezvake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi zvandinokutaurirai ndezvokuti, “Eriya akauya, vakaita zvavaida naye sokunyorwa kwazvakaitwa nezvake.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi ndinoti kwamuri, Eria akauya, uye vakaita kwaari zvinhu zvose zvavaida, sezvazvakanyorwa pamusoro pake.” See the chapter |