Online Bible

- Advertisements -

Mariko 9:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Akazoti kwavari, “Zviro kwazvo ndinoti kwamuri, kune vamwe vamire pano vasingambofi vasati vaona umambo hwaMwari hwatouya nesimba.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino wakati kwaʋari: Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Ʋamŋe ʋari’po kunaʋamire pano, ʋasiŋgazoʋoni rufu, ʋasati ʋaʋona ʋushe bgaMŋari bguciʋuya nesimba.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino akati kwavari, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, vamwe varipo kuna vamire pano, vasingazooni rufu, vasati vaona ushe hwaMwari huchiuya nesimba.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Akazoti kwavari, “Zviro kwazvo ndinoti kwamuri, kune vamwe vamire pano vasingambofi vasati vaona umambo hwaMwari hwatouya nesimba.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Akazoti kwavari, “Zviro kwazvo ndinoti kwamuri, kune vamwe vamire pano vasingambofi vasati vaona umambo hwaMwari hwatouya nesimba.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Uye akati kwavari, “Ndinokuudzai chokwadi, kuti vamwe vamire pano havazoraviri rufu vasati vaona umambo hwaMwari huchisvika nesimba.”

See the chapter Copy

Mariko 9:1

Follow us:

Advertisements

Advertisements