Mariko 8:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Uye vakanga vane tuhove tushoma. Akatukomborera akati, “Kunyange itwotwu tupihwe vanhu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋuye ʋakaŋga ʋanehoʋe ɗuku shomanene; ɀino akadziropafadza, akati ɀiiswe ʋo pamberi paʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Uye vakanga vane hove duku shomanene; zvino akatenda, Mwari akati zviiswewo pamberi pavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Uye vakanga vane tuhove tushoma. Akatukomborera akati, “Kunyange itwotwu tupihwe vanhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Uye vakanga vane tuhove tushoma. Akatukomborera akati, “Kunyange itwotwu tupihwe vanhu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vakanga vane hove duku shoma shoma zvakare; uye akavongazve akaudza vadzidzi kuti vadzigovere kuvanhu. See the chapter |