Mariko 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akavabvunza kuti, “Mune zvingwa zvingani?” Ivo vakati, “Zvinomwe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akaʋabvunza, akati: Muneɀiŋgwa ɀiŋganiko? Ʋakati: Ɀinomŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Akavabvunza, akati, “Mune zvingwa zvinganiko?” Vakati, “Zvinomwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akavabvunza kuti, “Mune zvingwa zvingani?” Ivo vakati, “Zvinomwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Akavabvunza kuti, “Mune zvingwa zvingani?” Ivo vakati, “Zvinomwe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jesu akati kwavari, “Mune zvingwa zvinganiko?” Vakati, “Zvinomwe.” See the chapter |