Mariko 8:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vadzidzi vake vakamupindura vachiti, “Pane angawane zvingwa mugwenga muno here zvingagutse vanhu ava?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋadzidzi ʋake ʋakapindura, ʋakati kwaari: Munhu uŋgawanepiko murenje muno, ɀiŋgwa ɀiŋgagutisa ʋanhu aʋa? See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Vadzidzi vake vakapindura, vakati kwaari, “Munhu angawanepiko murenje muno, zvingwa zvingagutisa vanhu ava?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vadzidzi vake vakamupindura vachiti, “Pane angawane zvingwa mugwenga muno here zvingagutse vanhu ava?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vadzidzi vake vakamupindura vachiti, “Pane angawane zvingwa mugwenga muno here zvingagutse vanhu ava?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vadzidzi vake vakati, “Asi munhu angawanepiko murenje muno zvingwa zvavangapiwa vakaguta?” See the chapter |