Mariko 8:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Nokuti chiiko munhu chaangabvise kuti adzikinure upenyu hwake? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Nokuti munhu ucaripeiko kuti adzikinure ʋupenyu bgake? See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Nokuti munhu acharipeiko kuti adzikinure upenyu hwake? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Nokuti chiiko munhu chaangabvise kuti adzikinure upenyu hwake? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Nokuti chiiko munhu chaangabvise kuti adzikinure upenyu hwake? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Kana kuti munhu angaripeiko kuti adzikinure upenyu hwake? See the chapter |