Online Bible

- Advertisements -

Mariko 8:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvose zvapasi pose asi iye achirasikirwa noupenyu hwake?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Nokuti munhu ucagoɓatsirweiko, kana awana nyika yose, akarashikirwa noʋupenyu bgake?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

36 “Nokuti munhu achagobatsirweiko, kana awana nyika yose, akarasikirwa noupenyu hwake?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvose zvapasi pose asi iye achirasikirwa noupenyu hwake?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvose zvapasi pose asi iye achirasikirwa noupenyu hwake?

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Munhu achabatsirweiko kana akawana nyika yose, asi akarasikirwa noupenyu hwake?

See the chapter Copy

Mariko 8:36

Follow us:

Advertisements

Advertisements