Online Bible

- Advertisements -

Mariko 8:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Jesu akatendeuka akaona vadzidzi vake ndokubva atsiudza Pita achiti, “Ndibvirepo, Satani womunhu! Mafungiro akadai haasi aMwari asi avanhu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Asi iye wakatendeʋuka, ndokutarira ʋadzidzi ʋake, akaraira Petro, akati: Ibva shure kwaŋgu, Satani, nokuti hauraŋgariri ɀinhu ɀaMŋari, asi ɀinhu ɀaʋanhu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Asi iye akatendeuka, ndokutarira vadzidzi vake, akaraira Petirosi, akati, “Ibva shure kwangu, Satani, nokuti haurangariri zvinhu zvaMwari, asi zvinhu zvavanhu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Jesu akatendeuka akaona vadzidzi vake ndokubva atsiudza Pita achiti, “Ndibvirepo, Satani womunhu! Mafungiro akadai haasi aMwari asi avanhu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Jesu akatendeuka akaona vadzidzi vake ndokubva atsiudza Pita achiti, “Ndibvirepo, Satani womunhu! Mafungiro akadai haasi aMwari asi avanhu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Asi Jesu akati atendeuka akatarira kuvadzidzi vake, akatsiura Petro achiti, “Enda shure kwangu, Satani! Iwe hauna zvinhu zvaMwari mupfungwa dzako, asi zvinhu zvavanhu.”

See the chapter Copy

Mariko 8:33

Follow us:

Advertisements

Advertisements