Mariko 8:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Jesu akatsindidza kuti vasambozviudza ani naani zvake nezvake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Akaʋaraira ɀikuru kuti ʋarege kuziʋisa munhu iɀoɀo ɀake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Akavarayira zvikuru kuti varege kuzivisa munhu izvozvo nezvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Jesu akatsindidza kuti vasambozviudza ani naani zvake nezvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Jesu akatsindidza kuti vasambozviudza ani naani zvake nezvake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Jesu akavayambira kuti vasaudza munhu nezvake. See the chapter |