Online Bible

- Advertisements -

Mariko 8:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Vakazosvika kuBhetisaidha, vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga ari bofu. Vakakumbira Jesu kuti amubate.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino ʋakaȿika Betsaida; ʋakaʋuya neɓofu, ʋakakumbira ɀikuru kwaari, kuti amunyaŋgate.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino vakasvika Bhetisaidha; vakauya nebofu, vakakumbira zvikuru kwaari, kuti amunyangate.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Vakazosvika kuBhetisaidha, vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga ari bofu. Vakakumbira Jesu kuti amubate.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Vakazosvika kuBhetisaidha, vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga ari bofu. Vakakumbira Jesu kuti amubate.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Vakasvika kuBhetisaidha, uye vamwe vanhu vakauya nomurume akanga ari bofu uye vakakumbira zvikuru kuti Jesu amubate.

See the chapter Copy

Mariko 8:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements