Mariko 8:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vakakurukurirana pachavo vachiti, “Hatina chingwa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋakaraŋgana ʋakati: Unoɗaro nokuti hatineɀiŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Vakarangana vakati, “Anodaro nokuti hatine zvingwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vakakurukurirana pachavo vachiti, “Hatina chingwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vakakurukurirana pachavo vachiti, “Hatina chingwa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vakataurirana vachiti, “Imhaka yokuti hatina chingwa.” See the chapter |