Mariko 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akabva avasiya, ndokukwirazve mugwa oyambukira mhiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo akaʋasiya, akapinda ɀe mugwa, akayambukira mhiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo akavasiya, akapindazve muigwa, akayambukira mhiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akabva avasiya, ndokukwirazve mugwa oyambukira mhiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akabva avasiya, ndokukwirazve mugwa oyambukira mhiri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo akavasiya, akadzokera mugwa akayambukira kuno rumwe rutivi. See the chapter |