Mariko 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino vaFarisei vakauya kwaari, vakatanga kuitirana nharo naye, vachitsvaka kwaari chiratidzo chinobva kudenga, kuri kumuedza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋaFarise ʋakaɓuɗa, ʋakataŋga kuita nyaya naye, ʋacitȿaka kwaari ciratidzo cinobva kuɗeŋga, ʋacimuidza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vaFarisi vakabuda, vakatanga kuita nyaya naye, vachitsvaka kwaari chiratidzo chinobva kudenga, vachimuedza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino vaFarisei vakauya kwaari, vakatanga kuitirana nharo naye, vachitsvaka kwaari chiratidzo chinobva kudenga, kuri kumuedza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvino vaFarisei vakauya kwaari, vakatanga kuitirana nharo naye, vachitsvaka kwaari chiratidzo chinobva kudenga, kuri kumuedza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 VaFarisi vakasvika ndokutanga kubvunza Jesu. Kuti vamuedze, vakamukumbira chiratidzo chaibva kudenga. See the chapter |